Berikut kunci gitar lengkap lagu Chitsike dari Hymn. Gunakan tombol ▲▼ untuk transpose ke nada yang sesuai suaramu, dan tombol ▶ untuk auto-scroll saat bermain.
verse
A E
ndofamba , ndofamba
Bm A
ndosuwa kudenga
A A7\/C# D6
kunyika ya - tenzi
Bm7 A\/E E7 A
isi - na nenhamo
2 . majaya musatye
kufamba murwendo
munoda vasimbi
kusvika yonyika
3 . mhandara musatye
kufamba murwendo
munoda vasimbi
kusvika yonyika
4 . madzibaba musatye
kufamba murwendo
munoda vasimbi
kusvika yonyika
5 . madzimayi musatye
kufamba murwendo
munoda vasimbi
kusvika yonyika
6 . heyi wena , heyi wena
heyi wena , heyi wena
heyi wena , heyi wena
heyi wena , satani
7 . chitsike , chitsike
chitsike , chitsike
chitsike , chitsike
chitsike satani